Destiny TV
Destiny TV
  • Видео 1 961
  • Просмотров 14 642 774

Видео

Mwana akanga akarohwa nemutoriro akati kuna baba vake "Budai Maone atanga achibva apisa musha wese"
Просмотров 24 тыс.9 часов назад
Akanga akarohwa nemutoriro akati "Budai Maone atanga achibva apisa musha wese."
Handina pekugara, Gogo vandaigara navo vakandidzinga pamba nekuda kwekuti mwana wangu musope
Просмотров 6 тыс.12 часов назад
Twice A Mother Episode 7 Handina pekugara, Gogo vandaigara navo vakandidzinga pamba nekuda kwekuti mwana wangu musope
Nyabira latest" Mutumbi wemwanasikana ane 15 years wofukunurwazve, Amai vemufi votaura
Просмотров 14 тыс.12 часов назад
"Ndakasiirwa dhora naBaba vevana vachienda kwaMadzibaba Ishmael" - Mai vemwana akafukunurwa votaura
Mbuya varikuchengeta muzukuru anorarama nehurema vopihwa wheel chair nema Golden Girls eku UK
Просмотров 2,5 тыс.14 часов назад
Mbuya varikuchengeta muzukuru anorarama nehurema vopihwa wheel chair nema Golden Girls eku UK
Dare ra Mambo Seke : "Vanhu Ava vakapinzwa mubani medu nemadzitateguru edu asi haizi nzvimbo yavo"
Просмотров 6 тыс.День назад
Dare ra Mambo Seke : "Vanhu Ava vakapinzwa mubani medu nemadzitateguru edu asi haizi nzvimbo yavo"
"Ndakabatwa chibharo nemurume wa sisi vangu ndiine 15 years" Twice A mother Ep 6
Просмотров 20 тыс.День назад
"Ndakabatwa chibharo nemurume wa sisi vangu ndiine 15 years" Twice A mother Ep 6
"Mukadzi akanorapisa mwana kuSA akawana murume atova neumwe mukadzi" Twice a Mother ep 4
Просмотров 13 тыс.14 дней назад
"Mukadzi akanorapisa mwana kuSA akawana murume atova neumwe mukadzi" Twice a Mother ep 4
Chihota"mwana akauraya mai nebadza,hakazi kekutanga akambouraya murume anga amutorera bhebhi
Просмотров 37 тыс.14 дней назад
Chihota"mwana akauraya mai nebadza,hakazi kekutanga akambouraya murume anga amutorera bhebhi
Chief Seke votonga nyaya yemuganhu
Просмотров 1,6 тыс.21 день назад
Chief Seke votonga nyaya yemuganhu
"Hama dzemurume dzinoti ndakahura ndizvo zvakaita vana varemare" Twice A Mother Ep 3
Просмотров 7 тыс.21 день назад
"Hama dzemurume dzinoti ndakahura ndizvo zvakaita vana varemare" Twice A Mother Ep 3
"Munin'ina anowana pfuma yakawanda kudarika ini mukuru sei?" Vana vanyamunhu vorwira pfuma yababa
Просмотров 7 тыс.21 день назад
"Munin'ina anowana pfuma yakawanda kudarika ini mukuru sei?" Vana vanyamunhu vorwira pfuma yababa pamberi peDare raChief Seke
Norton Tragedy : Mwana akatsikwa nemota yechingwa achibva afira ipapo
Просмотров 19 тыс.Месяц назад
Norton Tragedy : Mwana akatsikwa nemota yechingwa achibva afira ipapo
"Murume wangu akandisiya nekuda kwehurema hwemwana" Twice A Mother Ep 2
Просмотров 7 тыс.Месяц назад
"Murume wangu akandisiya nekuda kwehurema hwemwana" Twice A Mother Ep 2
Akabaya mukadzi wake nebanga mushure mekunge amuwana akavharirana nechikomba mumba.
Просмотров 67 тыс.Месяц назад
Akabaya mukadzi wake nebanga amuwana achidyiwa bota nechikomba.
Repost Nyatsime : Mwana ane makore 9 akadonherwa nepillar ndokubva afa
Просмотров 4,3 тыс.Месяц назад
Repost Nyatsime : Mwana ane makore 9 akadonherwa nepillar ndokubva afa
Nyatsime : Mwana ane makore 9 akadonherwa nepillar ndokubva afa
Просмотров 7 тыс.Месяц назад
Nyatsime : Mwana ane makore 9 akadonherwa nepillar ndokubva afa
Twice A Mother Ep 1 "14 Years ndichiri kungopfekedza mwana ma diapers"
Просмотров 8 тыс.Месяц назад
Twice A Mother Ep 1 "14 Years ndichiri kungopfekedza mwana ma diapers"
Moto mumashop matatu aparadzwa kuDowntown "zviri kunzi ndimai vanga vachida kubika tea vakonzeresa"
Просмотров 7 тыс.Месяц назад
Moto mumashop matatu aparadzwa kuDowntown "zviri kunzi ndimai vanga vachida kubika tea vakonzeresa"
Rusape "Takafonerwa kunzi arikurodza banga mai vakabaiwa mwana akatarisa, Muroora obaya tete nebanga
Просмотров 22 тыс.Месяц назад
Rusape "Takafonerwa kunzi arikurodza banga mai vakabaiwa mwana akatarisa, Muroora obaya tete nebanga
Chegutu horror " Akambozvicheka nhengo akanwa ropa ikozvino azvicheka dumbu achiti mune kiti
Просмотров 59 тыс.Месяц назад
Chegutu horror " Akambozvicheka nhengo akanwa ropa ikozvino azvicheka dumbu achiti mune kiti
Mukadzi aiita zvechipfambi akatsikwa nemota pabhawa achitsvaga macustomer akabva afira ipapo
Просмотров 52 тыс.Месяц назад
Mukadzi aiita zvechipfambi akatsikwa nemota pabhawa achitsvaga macustomer akabva afira ipapo
Budiriro tragedy : Driver weKombi akatsikwa neKombi yake
Просмотров 85 тыс.Месяц назад
Budiriro tragedy : Driver weKombi akatsikwa neKombi yake
Madzibaba Ishmael votadza kuuya kudare vaenda kuChipatara uko kwavano rambidza vekwavo kuti vasaenda
Просмотров 6 тыс.Месяц назад
Madzibaba Ishmael votadza kuuya kudare vaenda kuChipatara uko kwavano rambidza vekwavo kuti vasaenda
Murume wekuputsa makuva kuWarren Hills opinzwa mudare
Просмотров 20 тыс.Месяц назад
Murume wekuputsa makuva kuWarren Hills opinzwa mudare
MaZIG otenderedza vanhu musoro
Просмотров 39 тыс.2 месяца назад
MaZIG otenderedza vanhu musoro
Zvinonyadzisa kuzoitirwa konde konde wafira kunze kwenyika, Join Diaspora Insurance
Просмотров 1,1 тыс.2 месяца назад
Zvinonyadzisa kuzoitirwa konde konde wafira kunze kwenyika, Join Diaspora Insurance
Kana Sabhuku vakatopererwawo nenyaya yamadzibaba Ishmael
Просмотров 34 тыс.2 месяца назад
Kana Sabhuku vakatopererwawo nenyaya yamadzibaba Ishmael
Warren Hills : Hatisati tambozviona kana kuzvinzwa kuti makuva anoparadzwa
Просмотров 19 тыс.2 месяца назад
Warren Hills : Hatisati tambozviona kana kuzvinzwa kuti makuva anoparadzwa
Ndakanyeperwa kuti ndakabata murume chibharo" umwe wevakadzi vakasunungurwa otaura
Просмотров 37 тыс.2 месяца назад
Ndakanyeperwa kuti ndakabata murume chibharo" umwe wevakadzi vakasunungurwa otaura

Комментарии

  • @thandiwechinaa5453
    @thandiwechinaa5453 32 минуты назад

    But how come munhu akumbira mvura chete osvikirwa nemwana achakagara nhy ange achiri kuitei

  • @user-iw3jp4xy5y
    @user-iw3jp4xy5y 57 минут назад

    Zvino nyadzisa izvi

  • @maideyirabvu7394
    @maideyirabvu7394 Час назад

    A child is not supposed to be a witness at all in court unless he’s over 18

  • @eunicenyandoro8009
    @eunicenyandoro8009 Час назад

    Amaî srry henyu.. Nyaya yekuona amai vaine chikomba azvitaurwe.. mukoma wandakadzidza naye akabata amai vaine chikomba vkatorara..hwahusiku amai vake Owen chari vakamuka kwakuenda Kuna Owen vasina kupfeka mwana akarohwa nehana kwakuzvisungirira. Rest in peace Owen chari

  • @MakahManiki
    @MakahManiki Час назад

    Baba ibenzi ava

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk 2 часа назад

    Baba vapedzisira Havana nyanya avo

  • @user-oq5bs8dm1c
    @user-oq5bs8dm1c 2 часа назад

    Wanyura hure iwe

  • @unickmatanda5465
    @unickmatanda5465 2 часа назад

    He respected his wife / protecting his marriage .

  • @MemoryZivhave-ns3mk
    @MemoryZivhave-ns3mk 2 часа назад

    Mapurisa haacha ite basa rawo vedu mwari pindirai

  • @ernestmbaura3086
    @ernestmbaura3086 2 часа назад

    Vana havanyepi, mai vakahura ava. Vari kuti sezvo vakanzwa usina kundibata red handed

  • @ernestmbaura3086
    @ernestmbaura3086 2 часа назад

    Hapana ngozi apa. Muchimbohurirei vanhukadzi. Vana havanyepi

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 3 часа назад

    Kamwana lachatambura makuhwa kuputsa musha waabereki baba vakaita umwe mukadxi kachachema

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 3 часа назад

    Mopepwa nani baba ,plus chief dai madana chikomba ko mwana achinyepq

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 3 часа назад

    Stand ngaapuwe mukadzi nevana chief maresva

  • @MarianMuzivei-dl5lt
    @MarianMuzivei-dl5lt 3 часа назад

    Mwana uyu muduku plz regererai mwana veduwe atadza hake

  • @Beautifulchihera
    @Beautifulchihera 3 часа назад

    Mai Andile, kana vaidya mari yababa Alice, inga havana chavaive nacho, mumba munenge muzumbu rehuku kudaro.. Mai Andile vane nyaya, vaurayisa mwana..

  • @user-gr9kr7oz6q
    @user-gr9kr7oz6q 4 часа назад

    Mwana azviparira Ngozi uyo

  • @pee1908
    @pee1908 4 часа назад

    Ndikuona sekuti mai ava vakasombonywa zvavo chinhu kurohwa chakarohwa apa

  • @robertcosta528
    @robertcosta528 4 часа назад

    Mahure aya

  • @girlyygaming_
    @girlyygaming_ 4 часа назад

    Endai kwa Chigodora amai😢

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 4 часа назад

    Varume vanonetsa kutsvagira munhu nyaya zvichakunetsa mangwana varume tokuzivai

  • @kelvinmarongwe2844
    @kelvinmarongwe2844 4 часа назад

    Murume anonyepa mwana anemakuwa anotaura paasina kusewra ende mwana uyu achatambura akaganhira

  • @user-xx6eq5ug1t
    @user-xx6eq5ug1t 4 часа назад

    Baba avo vane imwe unorwadza chete

  • @herbertklyde846
    @herbertklyde846 4 часа назад

    Mukadzi uyu anoziva chokwadi

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 4 часа назад

    Mwana imboko chete anofa achitambura varume nevakadzi varikutuka mai ava imboko fut

  • @monicanics01
    @monicanics01 5 часов назад

    I noe the family it was sad

  • @donaldmutede9089
    @donaldmutede9089 5 часов назад

    Mdara uyo akadhakwa

  • @gotwerajohn5058
    @gotwerajohn5058 5 часов назад

    Chief Bushu is nothing fairly coz umbowoo hwenyaya yacho

  • @user-sl8uo9wy2h
    @user-sl8uo9wy2h 5 часов назад

    Amai vataura pokùpedzisira ndinokupai sando dzenyu pakupa muono wenhau yadayi kuparadza imba .

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 5 часов назад

    Murume ndiye apiwa zvine musoro. Why chief. This is not fair. Patriarchy yacho hey

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 5 часов назад

    Mwana wapara ngozi chihure chamai hachitaurwi nemwana

  • @RosemaryMadhuyuNyoni
    @RosemaryMadhuyuNyoni 5 часов назад

    Saka mapurisa airambidza achida kuchengetedza madzibaba Ishmael zvee . Haa zvakagozha

  • @malaikajachah2972
    @malaikajachah2972 5 часов назад

    Stand itai apiel amai ndeyevana

  • @user-wj9ei4br7x
    @user-wj9ei4br7x 5 часов назад

    Mwana atakura ngozi kuna amai wake apa babaawa ngawasakurudzire mwana wagona enda kucourt

  • @user-wj9ei4br7x
    @user-wj9ei4br7x 5 часов назад

    Baba awa irombe haana chinu ndozvinoita warume wasinga roore wanoshusha

  • @user-jo7kx6jm9e
    @user-jo7kx6jm9e 5 часов назад

    Ibishu mkadzi uyo

    • @RudoMukombe
      @RudoMukombe 5 часов назад

      Anooneka murume uyo anezvizere asi semunhu asinawo kutoita angoti ngazvidarike

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe 5 часов назад

    Yestand Itai apiel

  • @lindachesayi9603
    @lindachesayi9603 5 часов назад

    Mai awa nanhasi vachirikungopopota chete kkk

  • @mott1241
    @mott1241 5 часов назад

    Muchitorerei vakadzi kubhawa

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 6 часов назад

    Wish this could be reversed. The children will loose. Painful

  • @user-se3wk6vv2p
    @user-se3wk6vv2p 6 часов назад

    Mwana uyo achapara ngozi kutaura kwausina kuswera.Avo baba avo vagara vasisade mukadzi hapana evidence apa nxaa

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 3 часа назад

      Nhaimi mwana kuputsa musha waabereki

  • @user-iv2hr2mm5n
    @user-iv2hr2mm5n 6 часов назад

    Mmmm mwana uyo grade 5 atoputsa musha 😢😢😢,,bt haisi ngozi here iyo kumwana🤷

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 6 часов назад

    😅mhayi medzai mate

  • @williammadya-pq1ry
    @williammadya-pq1ry 6 часов назад

    Econect bho here padata protection act apo kkkkkkk hanzi ndakapiwa information ne boys dzangu dzeku econet 😢😂😂

    • @mott1241
      @mott1241 5 часов назад

      😂😂😂😂😂 anonyepa

    • @ProgressMutandwa
      @ProgressMutandwa 5 часов назад

      Akatarisa number dzacho paEco cash uyo kkkkk

  • @user-ip6ku3vn7y
    @user-ip6ku3vn7y 12 часов назад

    Zvinowanikwa usape munin'na mhosva. Rest in baba

  • @everjoygutu288
    @everjoygutu288 20 часов назад

    Beautiful child he is

  • @langelihlendlovu8038
    @langelihlendlovu8038 День назад

    So sorry my brother I wish you get help in this sad situation

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 День назад

    Ummmmmm zvakaoma hama dzangu. Nyaya yema drugs yaparadza hupenyu hwe vana vadiki nevakuru zvese Mwari pindirai. 😢😢😢😢😢😢😮😮😮😢😢

  • @elenorchoruwa1438
    @elenorchoruwa1438 День назад

    Kudenga kunaMwari

  • @debzzz-yq9pe
    @debzzz-yq9pe День назад

    It’s very sad